KwaunobvaDuramazwiTtanhau

Duramazwi

tanhau

Zvinoreva

Kuti tanhau kubvisa minhenga yehuku pamuviri wayo.

1

Kuti tanhau kubvisa nzungu kana nyimo kubva padzinde radzo.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanhauka

Kubva kwechinhu pachanga chakabatira.

Verenga

Swipe for the next word