Duramazwi
tanhu
danhu
Duramazwi
Kana mwana akanzi ati tanhu anenge akura zvishoma.
Mutanhu chivakwa chamatanda chinoturikwa zvakaita samashanga okuzopa n'ombe pachirimo.
Mutanhu izambuko rinenge rakavakwa namatanda.
Kana mwana akanzi ati tanhu anenge akura zvishoma.
danhu
Duramazwi
01 / 03tanhuka
Skip
VerengaSwipe for the next word