KwaunobvaDuramazwiTta

Duramazwi

ta

Zvinoreva

Kuti ta kurova zvinyoronyoro nembama.

1

Kuti ta kurova zvinyoronyoro nembama.

Chikoro chedu chakai-ta sekunge chavo pakuti chinogumirawo pafomu yechitanhatu.

Kuti ta-a kuzara kunoita chinhu kusvika pamusoro. Mugomo wakati ta-a nemasvusvu.

Kukuchidzira kutaura mashoko anoita kuti munhu anzwe shungu yekui-ta chimwe chinhu.

2

Kuti ta kuputika kunoita moto paunenge uchipfuta.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

ta-a

Kuti ta-a kuzara kunoita chinhu kusvika pamusoro. Mugomo wakati ta-a nemasvusvu.

Verenga

Swipe for the next word