Duramazwi · zita
yunifomu
uniform
Duramazwi · zita
uniform
Yunifomu inhumbi dzakafanana dzinopfekwa nevana vechikoro chimwe kana vanhu vanoita basa rakafanana.

Vanamukoti vemuno vanopfeka yunifomu chena
Yunifomu inhumbi dzakafanana dzinopfekwa nevana vechikoro chimwe kana vanhu vanoita basa rakafanana.
Uyu mupurisa asingapfeki yunifomu, anoita basa rokufeya-feya nyaya ari mukati mevanhu, ivo vachingofungawo kuti munhuwo zvake.
Duramazwi
01 / 03yuniti
Yuniti chipimo chezvinhu zvakaita semagetsi nemvura.
VerengaSwipe for the next word