Duramazwi
Zvinoreva
Kuti yowerere kubvumira kunoita vanhu kurumbo runenge ruchiimbwa.
1

Yava nyama yekugocha! Yowerere baya wabaya!
Kuti yowerere kubvumira kunoita vanhu kurumbo runenge ruchiimbwa.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yunifomu
uniform
VerengaSwipe for the next word