Duramazwi
yowe-e
maiwe-e
Duramazwi
Kuti yowe-e kuridza mhere kunoita munhu anenge achitya zvaanenge aona kana kunzwa.
Kuti yowe-e kuridza mhere kunoita munhu anenge achitya zvaanenge aona kana kunzwa.
Kuti yowe-e kuratidza kushamisika nezvaunge wanzwa kana kuti zvinenge zvaitika.
Kuti yowe-e kuratidza kurwadziwa zvikuru nekurwara kana kukuvara.
Yowe-e, musana wangu wobanda. Inga chandakadya chamuka, nhai vasikana!
Kuti yowe-e kuratidza kushamisika nezvaunge wanzwa kana kuti zvinenge zvaitika.
maiwe-e
Duramazwi
01 / 03yowera
kuyowera kurwadziwa zvikuru munyama zvese nemumweya.
VerengaSwipe for the next word