Duramazwi
Zvinoreva
Iri idzitsi rechirevamwene romupanda 4.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 9.
Ichi chiiswa chinoreva kuti ikoko.
Chidimbi rerimwe dambudziko.
Iri idzitsi rechirevamwene romupanda 4.
Miti mizhinji inotungirazve kana yambotemwa mapazi ayo.
Vamwe vanhu vanongokumba tunhu twenhando kunze kwenyika, twokuti vazongouya vachiti takabve-yo.
Kana munhu akati zete kugara anenge asina chaari kuita panguva iyo-yo.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 9.
Hoyo zvino wonge n'ombe nzuma yava kufunga kwakaenda nyanga dzayo.
Vamwe vanhu vanongokumba tunhu twenhando kunze kwenyika, twokuti vazongouya vachiti takabve-yo.
Kana munhu akati zete kugara anenge asina chaari kuita panguva iyo-yo.
Ichi chiiswa chinoreva kuti ikoko.
Ndichakuendawo kwaMutareyo.
Vamwe vanhu vanongokumba tunhu twenhando kunze kwenyika, twokuti vazongouya vachiti takabve-yo.
Kuti chambwa kuzadza mvura pose pose uchiita yo-kupfachura-pfachura.
Chidimbi rerimwe dambudziko.
Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsvi-yo-o!.
Chitambi kapepa kanotengeswa kuposvo, kozonami-rwa patsamba somubhadharo woku-ti veposvo vagofambisa tsamba iyo-yo kuti izosvitswa kwaunoda.
Kana munhu akati zete kugara anenge asina chaari kuita panguva iyo-yo.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yogati
yogurt
VerengaSwipe for the next word