Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akayerekana chinhu chaitika anenge azongobengenuka kana kukanuka icho chatoitika, iye ange usingachifungiri kana kuti anga akavarairwa.
1

Takazongoyerekana asvika zvokuti hapana akange akagadzirira kutiza.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yerera
afloat
VerengaSwipe for the next word