Duramazwi
Zvinoreva
Kana mvura ikayeredza chinhu inenge yachitora yaenda nacho.
1
Kana mvura ikayeredza chinhu inenge yachitora yaenda nacho.
Zambuko raiva parwizi apa rakayeredzwa nemvura zhinji yakanaya paKisimisi.
Ndamunzira kuenda kwasabhuku ndipo pandaive ndochema but ndaingoyeredza misodzi.
Rume rinenge richiyeredza misodzi.) (Nyaya iyi haisati yatsikiswa.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yerekana
Kana munhu akayerekana chinhu chaitika anenge azongobengenuka kana kukanuka icho chatoitika, iye ange usingachifungiri kana kuti anga akavarairwa.
VerengaSwipe for the next word