Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zhunga ibundo rinomera panhu pamwe rakaita chitsote.
1
Zhunga ibundo rinomera panhu pamwe rakaita chitsote.
Zhunga ibundo rinomera panhu pamwe rakaita chitsote.
Zhunga isango rine miti yeminzwa yakawandisa.
Muzhunga rudzi rwemuti womunzwa unoita mapango akasimba zvikuru.
2
Zhunga isango rine miti yeminzwa yakawandisa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhurukuzha
Kana munhu achizhurukuzha anenge achishanyarika-shanyarika paanenge akagara kana kurara. Rega kuzhurukuzha iwe, gara zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word