KwaunobvaDuramazwiZzeka

Duramazwi

zeka

-kekereza

Zvinoreva

Kuzeka kunyepera kuita basa asi pasina zvinobuda zvauri kuita. Kana foromani asipo, vashandi vanozeka muswere wose pasina basa raitwa.

1

Zvakafanana

-kekereza

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zeketera

Kana munhu achizeketera anenge ari kungouna-una achiperezeka muviri.

Verenga

Swipe for the next word