Duramazwi02 / 03zekaKuzeka kunyepera kuita basa asi pasina zvinobuda zvauri kuita. Kana foromani asipo, vashandi vanozeka muswere wose pasina basa raitwa.Verenga→