Duramazwi
Zvinoreva
Kuzazanura kurebesa nyaya yanga yakaiswa muchidimbu.
1

Zazanura zvidzidzo zvishanu zvinobuda munganonyorwa Tambaoga Mwanangu.
Kana ukazazanura munhu nembama unenge wamurova nayo zvakasimba.
Kuzazanura kurebesa nyaya yanga yakaiswa muchidimbu.
2
Kana ukazazanura munhu nembama unenge wamurova nayo zvakasimba.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03ze-e
Kuti ze-e kutenderera kunoita chinhu chiri panzvimbo imwe.
VerengaSwipe for the next word