Duramazwi · zita
Zvinoreva
Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.
Imwe dudziro.

Chokwadi amai vakakosha nekuti ndivo vaitezenge votoerera problem yake.
Akazenge ofungisisa kuti ko baTakue vainge vawanepi number dzake kwave kuzongozvisimbisa kuti idi vaimuda.
Iyi imari inenge ichiberekwa pamusoro peyawapiwa sechikwereti paunezenge wava kuidzorera.

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zengende
Zengende rudzi rweuswa hune mashizha akafara, ane ruvara rwebhuruu, hunomera munzvimbo dzine jecha rakawanda uye dzakakwirira.
VerengaSwipe for the next word