Duramazwi
zai
sac · egg
Duramazwi
sac · egg
Zai chidenderedzwa chichena chinokandirwa neshiri kana nehuku chichizorarirwa kuti chiburitse hukwana kana kuti kungodyiwa sechikafu.
Kana nhengo yemuviri yakati zai kuzvimba inenge yafuta nekukuvara kana kurumwa nemago.

VaBhiza vaichema vachiti vakasekwa naMwari pakuti mwana wavo zai regondo akanga afa.
Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.
Kana munhu achidodonya zai anenge achiriputsa nokurirova-rova nechimumwe kana nebanga.
Zai idendenedzwa rinokandirwa nemhuka dzakaita senyoka muchizobuda vana.
Zai kaumbwa kanogadzirwa mumuviri memunhukadzi kana mhuka hadzi kanozoti kana kakasangana neurume kanozokura kuita mwana anozokurira mumuviri waamai.
Kana nhengo yemuviri yakati zai kuzvimba inenge yafuta nekukuvara kana kurumwa nemago.
VaBhiza vaichema vachiti vakasekwa naMwari pakuti mwana wavo zai regondo akanga afa.
Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.
Kana munhu achidodonya zai anenge achiriputsa nokurirova-rova nechimumwe kana nebanga.
zanda · zai zai
Duramazwi
01 / 03zai regondo
Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.
VerengaSwipe for the next word