KwaunobvaDuramazwiZzai regondo

Duramazwi

zai regondo

Zvinoreva

Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.

1

Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.

VaBhiza vaichema vachiti vakasekwa naMwari pakuti mwana wavo zai regondo akanga afa.

Kana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina mukoma kana munin'ina.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zainga

Zainga igango rehari yakatsemuka, munokangirwa maputi nenzungu.

Verenga

Swipe for the next word