KwaunobvaDuramazwiZ 3

Duramazwi

Mazwi ane Z.

722 Shona headwords beginning with Z, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 3 pa3

zvindatauraIdzi inyora dzinoshandiswa kutsaura mazwi chaiwo ataurwa...zvindoriringsZvinespiritednesszvine chekuitarelatedzvine musorologicalzvine urongwastrategiczvinetsaKuzvinetsa kuva nepfungwa dzokushushikana dzinenge...zvinhuobjectionablezvininipisahumblezvinonowzvino unoKana munhu akati zvino uno anenge achitsinhira kuti ari...zvinobatanidzwainvolvedzvinobatsirabeneficiallyzvinobudaemissionszvinobudiriraeffectivenesszvinoburitswareleaseszvinodademandszvinoderedzareduceszvinodhakadrugszvinodhuraexpensivezvinodiwacriteriazvinoenderanaaccordanceZvinofadzathankfullyzvinofambira mberiprogressivezvinofinhaboringzvinofukidzacoverszvinofungidzirwaestimatedzvinofurirainfluenceszvinogadziragenerateszvinogamuchirikaacceptablyzvinogonapotentialzvinogonekapossiblezvinogumburaannoyingzvinoitaenableszvinoitikaconsequencezvinokanganisaappallingzvinokonzeraunderliezvinokuvadzainjuriouszvinokwezvaattractionszvinomeraplantszvinonakadeliciouszvinonakidzainterestingzvinonetsachallengingzvinongoerekana zvaitikaspontaneouszvinonhuwiraspicyzvinoonekadiscerniblezvinoonekwanoticeablyzvinopaprovidezvinoparadzadestructivezvinopesanacompromisingzvinopomerwaallegationszvinoputikaexplosivezvinoratidzashowszvinorevameanzvinorovaKana munhu akanzi ava kuita zvinorova anenge ava nohunhu...zvinorwadzavicariouslyzvinosararemainszvinosemesadisgustingzvinosetsafunnyzvinoshamisaamazinglyzvinoshandaapplicableZvinosimbisastrengtheningzvinosimudzirapromoteszvinosiyanavarieszvinosuwisaunfortunatelyzvinotarisirwanaturallyzvinoteverafollowingzvinoteveranasequencezvinotyairadriveszvinotyisaalarminglyzvinourayadeadlyzvinovaka muvirinutrientszvinoyevedzacharmingzvinwiwadrinkszvinyairadoviIyi misodzi inoita mumaziso mushure mekunge munhu azamura.zvinyangadoviKana munhu akanzi abudisa zvinyangadovi anenge abuda...zvinyarariraKana munhu akazvinyararira anenge ari panguva yokusada...zvinyimaKuzvinyima kusadya kana kumwa chinhu kwezuva rese nekuda...zvinyoronyorogentlyzvinyorwaarticleszvinzvimbopositionszvinzwaKuzvinzwa kudada uye kuzvitutumadza nezvauri.zvioneraautonomouszvipatarahospitalszvipembeneneinsecticidezvipenyuecologicalzvipetaKana munhu achinzi anozvipeta anenge ane maiti-zvipfekoclothingzvipfuyolivestockzvipikirwapromisesZvipingamupinyihurdlezvipiraKuzvipira kusava nehanya nezvinogona kuitika kwauri...zvipogiftszvipokoghostszvipunhaZvipunha ishavi rechikadzi rinogona kugara munhu, rinoti...zvipushaepilepticzvirambidzorestrictionszvirangosanctionszviratidzoemblematiczviremeraauthoritieszvirerekaKuzvirereka kuva munhu asingazvidi uye anoremekedza vamwe.zvirevarevaKana nzvimbo ichinzi ine zvirevareva inenge...zvirevereveAya mazwi anotaurwa nemurume kumukadzi pavanenge...zviri mukaticontentszviri naniKana zvimwe zvinhu zvichinzi zviri nani zvinenge...zviri nyoresimplyzviri pamutemolegalzviridzwainstrumentszvirimwacropszviripiKana munhu achiti zviripi anenge achitaura kuti zvinhu...zvirokwazvoassuredlyzvirongwaarrangementszvirudoZvirudo tupembene-ne tudiki tune mavara matsvuku nematema...zvirungamutauroIri izita rinoshandiswa kureva mazwi nezvirevo zvose...zvirwerediseaseszvisaririratracezvisarudzodecisionszvisati zvamboitikaunprecedentedzvisengaKana munhukadzi achinzi akazvisenga anenge aine pamuviri.zvishandisoinstrumentationzvishiriZvishiri mweya womunhu akafa unonzi unogona kushandiswa...zvishomabrieflyzvishoma nezvishomagradualzvishoma zvishomaKana vanhu vachiita zvinhu zvishoma zvishoma vanenge...zvishomananaslightzvishongojewelryzvishoraKana munhu achinzi anozvishora anenge achiona seasina...zvishuwodesireszvisikwacreationzvisimbisosealszvisina kufaniraunnecessaryzvisina kujairikaunusualzvisina kujekaunclearzvisina kunakaunpleasantzvisina kunangaindirectzvisina kurongwainformalzvisina maturononsensezvisineianyhowZvisingabatsiriUselesszvisingadiwiunwantedzvisingadzivisikiinevitablezvisingaitiunlikelyzvisinganzwisisikemysteriouszvisingaperiendlesszvisingatarisirwiunexpectedzvisingaverengekicountlesszvisiri pamutemoillegalzvisizvoerroneouslyzvisofaceszvisoraZvipunha.zvisungiriraKuzvisungirira kutora tambo kana chimwewo chinhu...zvisungobondszvisusukidzaKana munhu achinzi anozvisusukidza senyama yomusoro anenge...ZvitadecemberzvitakuraKana mudzimai akazvitakura anenge ane pamuviri.zvitambistampszvitamboKana chinhu chese zvacho chikanzi zvitambo, zvinenge...zvitarisikoappearanceszvitenderoreligionszviteshiportszvitimatrainszvititiZvititi kutamba kune nge kuchiita vanhu vachisairirana...zvitoraKuzvikudza.zvitoroshopszvitsaukochapterszvitsuwaarchipelagozvitsvainnovationszvitsvenesacredzvitubuspringszvitutumadzaarrogantzviurayaKuzvisvitsa kumagumo chaiko.zviurumyriadZvivakofacilityzvivakwaarchitecturezvivezwasculptureszvivhinyuMunhu ane zvivhinyu munhu anenge achikasika kutsamwa.zvivisinlesszvivindiKana munhu chinzi aita zvivindi anenge aratidza kushinga...ZviwanikwabriefszviyaGara zviya.zviyeromeasurementszviyocornzvizerefullyzvizhinjimostzvizorwacosmeticzvizvarwaindigenouszvo-Ichi chivakashure chechidudzirachiito chinoumbwa nemamwe...zvokudyacafeteriazvokufananidziragrotesquezvokurapamedicalzvokurimaagriculturalzvokurwarapathologyzvokutengeseranacommercialismzvokutizvokuti bheZvokuti.zvokwadiZvokwadi ndiwo mamiriro chaiwo anenge akaita zvinhu...zvomboarmedzvombo zvinokandwamissileszvomeneZvikuru.zvomoKuti zvomo kubuda kwechinhu machinenge chiri.zvomokaKana chinhu chazvomoka chinenge chabuda machambenge chiri...zvomorazvondaKana munhu achizvonda mumwe anenge asingaunde kana...zvondoRuvengo.zvondoraKana munhu akazvondora maziso, anenge akaabudisa...zvongaKana mudumbu muchizvonga munenge muchirwadza muchiita ura...zvongonyokaKuzvongonyoka kufamba kunoita nyoka ichiita zvokumonyoroka.zvongorokaKuzvongoroka kufamba munhu wakakotamira uchiitira kuti...zvonyongokazvosewhatsoeverzvoumbozhaluxuriouszvouMwaritheologyzvousikuZvousiku mweya yevanhu vakafa inoshandiswa nevaroyi kuroya...zvumbunuKuti zvumbunu kukaruka munhu abuda pachena kubva...zvuunuraKana mbavha ikazvuunura inenge yaba uye isina kusiya chero...zvuvadragzvuzvurudzazvuzvurukaKuzvuzvuruka kugumha pasi kwechinhu chinenge chakarembera.zwanaMarimwezuro.zwizwikazwira

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store