Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti zviripi anenge achitaura kuti zvinhu hazvina kuzoita sokutarisirwa kwazvo.
1

Zviripi, vasvika vakawana chitoro chakavharwa saka muno mumba hamuna chokudya.
Kana munhu achiti zviripi anenge achitaura kuti zvinhu hazvina kuzoita sokutarisirwa kwazvo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvirokwazvo
assuredly
VerengaSwipe for the next word