KwaunobvaDuramazwiZzwira

Duramazwi

zwira

-nzwira
1

Sezvo shoko risingavhikwi vainge vazvinzwira voga ukuwo meso akabva azadzisa.

MaiMhofu vakangodzungudza havo musoro vachinzwira Tadiwa tsitsi dzakanyanya.

Wavainzwira tsitsi ndiTadiwa ko apa ainge oendepi zvavange vave kumudzinga?

Zvine chekuita

-nzwira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

z

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi zeti, inowanikwa pekupedzisira mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.

Verenga

Swipe for the next word