Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akanzi ava kuita zvinorova anenge ava nohunhu husisapindirani novoruzhinji.
1
Kana munhu akanzi ava kuita zvinorova anenge ava nohunhu husisapindirani novoruzhinji.
Musaona kunyarara kudaro kamwana aka kakasiya katiitira zvinorova noupfambi kumusha uku.
Anoda kuzotiza nomwana wangu achienda kwatisingagoni kusvika tose tose, ozonomuita zvinorova isu tisipo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvinorwadza
vicariously
VerengaSwipe for the next word