KwaunobvaDuramazwiZ 2

Duramazwi

Mazwi ane Z.

722 Shona headwords beginning with Z, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa3

zombaKuti zomba kugara kwemunhu asina zvaari kuita achiratidza...zonariyaZonariya inguva inenge iine mazuva matatu anenge apfuura.zondaKupfuvura nenzira yehusvinu (to hate).zondoZondo chigumbo chemhuka chinotsika pasi chacho.zongororoZongororo chipuka chidiki chakareberera, chitema kana...zongozaMuzongoza.zoraKuisa mafuta kana mushonga pamuviri.zoroChiito chokusandara.zorodzarelievezororaadjournzororeraKuzororera kuita chinhu uchimbomira kuti uture befu...zororobreakzoto-Tinoshandisa zoto kuratidza zvinhu zvakazoitika mushure...zototoKana munhu achinzi asiti zototo anenge anyarara nekuzorora...zovodyaKana munhu akati zovodya anenge akagara zvinotaridza kuti...zovovoKana zvinhu zvichinzi izovovo zvinenge zvakawanda chaizvo...zu zu zuKuti zu zu zu kuzunza chinhu kakawanda senzira yokubata...zudaZuda imari ya-imboshandiswa pakutenga kare, asi...zukaKuzuka kubva mashizha kunowanzoita miti munguva yechando.zukumwaraKuzukumwara kusuwa kukuru kunenge kuchiratidzika pachiso...zumbaKuzumba kuita kakuzorora, munhu achirara mushure...zumbaniZumbani chigwenzi chinonhuwirira, chinobikiswa tii...zumbufowl runzumbukaKurembera.zundaKana munhu akazunda anenge akatsamwa zvekusada kutaura...zundeZunde munda kana basa rinoitwa mumunda wamambo.zunduZundu igonye jena rinogara mundove.zungairaKana munhu achinzi akazungaira, anenge achingoita zvinhu...zungairwaKana munhu achinzi izungairwa anenge achiita somunhu ane...zungazungaZungazunga chigadzirwa chakaita semunhu chinoumbwa...zunguZungu nderimwe ramashavi anonzi anosvokira vamwe vanhu...zungunikazungunukazungunusashakezunguraKana munhu achizungura nzungu murusero, anenge...zunguzaKana mhepo ichizunguza miti, inenge ichiita kuti mapazi...zunguzikaKuzununguka.zunguziraKuzunguzira kufambisa-fambisa muviri wakamira panhu pamwe...zunguzurwaZunguzurwa kamwana kedafi kanenge kaine muswe.zunungukavibratezunungusazino kana richida kubva.zunzashakezunzuZunzu chitsama chembeu chinenge chiri paguyo chichida...zuruKana munhu achinzi akati zuru anenge achiratidza...zuru rapinda nyokaKana chinhu kana munhu achinzi rava zuru rapinda nyoka...zuvadatezuva nezuvadailyzuzumaKubvunda.zuzuzuKana munhu akati zuzuzu nhumbi anenge akurura dzose...zva-Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 8.zva-aKana kunze kwati zva-a kunenge kuchangodoka kwava kutanga...zvabuKuti zvabu kukakata nokufonyora bazi romuti rinenge...zvabudaoutcomeszvachinjachangedzvachoseflatlyzvaiitacommunalzvaitwadonezvakabatanaassociatedzvakabatanidzwaattachedzvakachenapurelyzvakachengetekasafelyzvakachengetwastoredzvakacherechedzwaobservationszvakachipacheaperzvakadarononethelesszvakadudzirwainterpretedzvakadzamadeepzvakafananaalikezvakafanirabehooveszvakafarawidelyzvakafungwaconsideredzvakagadziriswaresolvedzvakagamuchirwaacceptedzvakagumaresultedzvakaipadealtzvakaipisisaterriblyzvakaitikapasszvakajairikacommonzvakajekacandidlyzvakakodzeraappropriatelyzvakakombagravelyzvakakonzeracausedzvakakoshaessentialzvakakwanaadequatelyzvakanakabeautifullyzvakanakiraadvantagesZvakanakisaideallyzvakanakisisabestzvakanangadirectzvakanyanyadrasticzvakanyanyisaexcessivezvakanyorwawrittenzvakaomadifficultzvakapararirarampantzvakapetwafoldedzvakapoteredzasurroundingzvakareagainzvakarongwaplannedzvakarukwawovenZvakasararesiduezvakashatamischiefzvakasikwacreationismzvakasimbadecisivelyzvakasimbiswaconfirmedzvakasiyanadisparatezvakasiyana-siyanavariouslyzvakatipoteredzaenvironmentallyzvakatsaKuzvakatsa kurova munhu neshamhu zvakasimba.zvakatsanangurwaspecifiedzvakatsigirwasponsoredzvakavanzikaconfidentialityzvakavapophenomenazvakawandaabundancezvakawanikwafindingszvakaziviswaannouncedzvakehiszvakoTinoshandisa zvako kana tichida kuti mumwe munhu anzwe...zvamazvirokwazvoIri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kutsinhira kuti...zvambaradzaKana munhu akazvambaradza imbwa anenge airova zvakasimba.zvambararaKuzvambarara kurara munhu akazorora hake, asi asina...zvambuKuti zvambu kudonha nokukasika pamusana pekutsvedza...zvambukaKana munhu akazvambuka anenge awira pasi achibva panzvimbo...zvamburaKana ukazvambura munhu kana chinhu unenge wachirova...zvanguformezvanhasiZvanhasi maitiro kana zvese zvinenge zviri kuitika...zvaonekwaKuti zvaonekwa kutenda zvakanaka zvinenge zvaitwa nomumwe...zvapupuwitnesseszvaraconceivezvara mhakaKuzvara mhaka kudenha zvinhu zvichazokupinza...zvararaKana kunze kwati zvarara kunenge kuchangosviba, vanhu...zvariraKuzvarira ndeimwe yetsika yokuroorerana yaritwa navaShona...zvarwabornzvauraKuzvaura kukonzera munhu kurwadziwa kukuru.zvayoitszve-Chidimbi renhoroondo.zvebasa(manje) Ichi chidudzirachiito chinoshandiswa kutsinhira...zvebhaibheribiblicalzvebumbiroconstitutionalzvechisimbaviolentzvechitenderoreligiouslyzvechiutoobjectorzvechivanhutraditionalzvedongoceramiczveduourzvedzidzointellectualzvegutsaruzhinjidemocraticzvehondomilitarilyzvekareancientzvekuchera matongoarchaeologicalzvekudyaZvidzidzo zvekudya (food).zvekunyikasecularzvekuratidziraindicatorszvekutiinsomuchzvekutongajudicialzvemagetsielectriczvemashiripitioccultzvematongerwo enyikapoliticalzvemichinatechnologicalzvemitamboathleticallyzvemukatiinternalzvemumbadomesticzvemweyaspiritualzvemwoyocardiovascularzvenyamacarnalzvenyikaZvenyika ndezvose zvinoitika nokusangana navanhu muupenyu...zvepabondesexualityzvepakatimedianzvepasiterrestrialzvepfungwapsychologicalzveraKuzvera pasi nedumbu ndiko kufamba kunoita zvipuka...zvererekaKuzverereka kufamba munhu uchiita zvokukambaira senzira...zvesainziscientificzvesanganotheocraticzvesarudzoelectoralzveseeveryzvevanhuIchi chidudzira chiito chinotaura mafungire namaonere...zvezitaChinhu chinenge chichinzi chaitwa zvezita chinenge chisina...zvi-Ichi chisazitasingwi chinoreva nyakutaura kana nyakutaurwa.zvibataKana munhu achizvibata anenge achikwanisa kufungisisa...zvibatohandleszviberekofruitagezvibhakeraKana zvichinzi kwaiitika zvibhakera vanhu vanenge varovana...zvibingeZvibinge imari kana zvimwewo zvinobhadharwa nevakuwasha...zvibodzwascoreszvibvumiranoagreementszvichemotheseszvicherwamineralszvichibvirapotentiallyzvichidalikelyzvichienderanadependingzvichienzaniswacomparedzvichiitikaunfoldedzvichingodaroIri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zviri...zvichinziallegedlyzvichiteeranarespectivelyzvichiwedzeraincreasinglyzvidaKana munhu achizvida anenge achizvitutumadza nokuonera...zvidaudauMunyaya dzezvemutauro zvidaudau ndezvese zvingaiswa kuti...zvidhinhabrickzvidhonzaKuzvitutumadza.zvidimbufragmentszvidointerestszvidododoPane zvokunyora, zvidododo zvidodzi zvinenge zvakaita...zvidzashandiswa muchirevo kutaridza pfungwa dzinenge...zvidzidzodissertationzvidzoraKuzvidzora kufungisisa nokusvika pakuzoona kuti zvimwe...zvifuriraKuzvifurira kuzvifadza uchiti zvimwe zvinhu zvinobudirira...zvigadzirwatechnologyzvigadzirwa zvaiveproductions werezvigambapatcheszvigaroseatingzvigayomillszvigunwepointingzvihwitsisweetszvihwiziZvihwizi makonye ane ruvara rwakatsvukuruka nemvere...zviiKana kunze kwakati zvii kunenge kwakasviba...zviitikoeventszviitiraKuzvimiririra.zviitoactionszvikabudurashortszvikamuphaseszvikaramonsterszvikepeboatszvikeroscaleszvikobvuKana munhu akati zvikobvu anenge achitaura kuti zvinhu...zvikomberedzoIdzi inyora mbiri dzinoiswa dzichiti imwe kokutanga imwe...zvikomohillszvikonzeroreasonszvikoroschoolszvikotamoZvikotamo izwi rinoshandiswa kureva musana womunhu...zvikudzaKana munhu achinzi anozvikudza anenge achizviona...zvikukutuZvinhu zvakaoma kana kuti zvinorwadza.zvikumbiroappealszvikuruabundantlyzvikwanisiroIzvi ndezvose zvingadiwa navanhu kuti upenyu hukwanise...zvikwatamarauderzvikweretidebtsZvimbaswellzvimbiraKuzvimbira kugutisa kunokonzerwa nezvinhu zvinenge...zvimbiriraKudzvanyirira nenzira yeshungu.zvimbirwa1 Kana munhu akazvimbirwa nekudya anenge adya chikafu...zvimbokomaZvimbokoma kurwa kunenge kuchiita vanhu vachikandana...zvimeduparticleszvimiriraKuzvimiririra.zvimiririraKana uchizvimiririra unenge uchizviitira zvinhu zvose...zvimwehaplyzvimwechetezvoKana zvinhu zvichinzi zvimwechetezvo zvinenge...zvinangwaaimszvinanzviZvinanzvi ndezvekudya zvinotapira chose. Vanhu vakarwerwa...zvindaKana ukazvinda munhu unenge wamurova zvakasimba...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store