KwaunobvaDuramazwiZzvikomberedzo

Duramazwi · zita

zvikomberedzo

Zvinoreva

Idzi inyora mbiri dzinoiswa dzichiti imwe kokutanga imwe kumagomo kwemazwi ashandiswa anenge achireva zvakafanana neachangotaurwa kana kuti achitopa tsananguro.

1

Idzi inyora mbiri dzinoiswa dzichiti imwe kokutanga imwe kumagomo kwemazwi ashandiswa anenge achireva zvakafanana neachangotaurwa kana kuti achitopa tsananguro.

Zvikomberedzo zvinonyorwa seizvi () kana [].

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi () pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye izvi [] panoperera mubvunzo woga woga.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word