Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati zvikobvu anenge achitaura kuti zvinhu zvaari kuona kana kunzwa zviri kumurwadza.
1

Pavakanzwa musha wemukuwasha wakapiswa vakangoti, "Inga zvikobvu."
Kana munhu akati zvikobvu anenge achitaura kuti zvinhu zvaari kuona kana kunzwa zviri kumurwadza.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvikomberedzo
Idzi inyora mbiri dzinoiswa dzichiti imwe kokutanga imwe kumagomo kwemazwi ashandiswa anenge achireva zvakafanana neachangotaurwa kana kuti achitopa tsananguro.
VerengaSwipe for the next word