KwaunobvaDuramazwiZzvera

Duramazwi

zvera

Zvinoreva

Kuzvera pasi nedumbu ndiko kufamba kunoita zvipuka zvakaita senyoka isina makumbo.

1

Kuzvera pasi nedumbu ndiko kufamba kunoita zvipuka zvakaita senyoka isina makumbo.

Zvidzidzo izvi zvose zvichakubatsira kukwenenzvera unyanzvi hwekunyora, kuverenga, kuteerera uye kutaura.

Kunzvenzvera kurerekera kunoita mashoko kana nyaya kune zvimwe zvisina kudurwa.

Kuzvera pasi nedumbu ndiko kufamba kunoita zvipuka zvakaita senyoka isina makumbo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zverereka

Kuzverereka kufamba munhu uchiita zvokukambaira senzira yokusada kuonekwa.

Verenga

Swipe for the next word