KwaunobvaDuramazwiZzvichingodaro

Duramazwi

zvichingodaro

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zviri kutaurwa zvakaramba zvichingoteverana, kana kuti zvichingoenderera mberi.

1

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zviri kutaurwa zvakaramba zvichingoteverana, kana kuti zvichingoenderera mberi.

Izvi zvakaita kuti VaShona vazvione sevanhu vemarudzi akasiyana anoti, VaKaranga, VaZezuru, VaNdau, VaKorekore zvichingodaro.

Nhamba mavara akaita samotsi, piri, tatu zvichingodaro.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word