KwaunobvaDuramazwiZzvirungamutauro

Duramazwi · zita

zvirungamutauro

Zvinoreva

Iri izita rinoshandiswa kureva mazwi nezvirevo zvose zvinoita dudziro yokutoonekwa nefananidzo zvichishandiswa sezvidavado munyaya.

1

Iri izita rinoshandiswa kureva mazwi nezvirevo zvose zvinoita dudziro yokutoonekwa nefananidzo zvichishandiswa sezvidavado munyaya.

Vadzidzi vazhinji vanongofunga kuti tsumo nemadimikira ndizvo chete zvirungamutauro.

Rondedzero iyi inoda kuti ushandise zvirungamutauro uye kupa mienzaniso chaiyo yezvinoitika.

Zvino muchitsauko chino wave kuenderera mberi nokudzidza zvirungamutauro wakanangana netsumo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word