KwaunobvaDuramazwiZzhwarara

Duramazwi

zhwarara

Zvinoreva

Matauriro mumatambudziko.

1

Matauriro mumatambudziko.

Ngarakata idoro rinenge richivava zvikuru, zvokuti paunorinwa unonzwa muviri wese kuti zhwarara.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhwau

Kana munhu akati zhwau anenge aita ruzha, kazhinji achifamba mujecha.

Verenga

Swipe for the next word