KwaunobvaDuramazwiZzinyoro

Duramazwi · zita

zinyoro

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ndizinyoro anenge akapfava uye akanyarara.

1

Kana munhu achinzi ndizinyoro anenge akapfava uye akanyarara.

Mbizinyoro izita rokurumbidza mbizi rinoshandiswa nevaera Mbizi yekwaMazvimba.

Kana munhu achinzi ndizinyoro anenge akapfava uye akanyarara.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zipa

Kana chikafu chichizipa chinenge chichinaka kana kuti kutapira zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word