KwaunobvaDuramazwiZzinyekenyeke

Duramazwi · zita

zinyekenyeke

dembwetembwepakasungwa noutare

Zvinoreva

Kana chinhu chakasungwa zinyekenyeke, chinenge chasungwa zvisina kusimba.

1

Kana chinhu chakasungwa zinyekenyeke, chinenge chasungwa zvisina kusimba.

Kana chinhu chakasungwa zinyekenyeke, chinenge chasungwa zvisina kusimba.

Kuita musiyapaduku kuita zvinhu zinyekenyeke usinganyatsopedzeredza.

Kana munhu achinyozera pabasa anenge achiita kunge asiri kuda kushanda, achibata chese chaanenge achiita zinyekenyeke.

Zvakafanana

dembwetembwe

Zvakasiyana

pakasungwa noutare

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zinyena

Zinyena munhu anogara achingoseka kana kunyemwerera nguva zhinji, zvinenge zvemunhu asina kukwana.

Verenga

Swipe for the next word