Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zibaba ndiye mubereki wechirume anozivikanwa sandiye akatanga dzinza.
1
Zibaba ndiye mubereki wechirume anozivikanwa sandiye akatanga dzinza.
Zibaba ndiye mubereki wechirume anozivikanwa sandiye akatanga dzinza.
Berera igudo guru gonho rinenge riri zibaba uye riri mutungamiri wemamwe ose anenge ari muchikwata charo.
Tinofanira kuyeuka kuti magamba aya vakazvipira kushandira nyika ino zvizere vasingatye kufira nyika yamadzibaba avo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zicho
Zicho kuita kwekukwazisana vanhu vachigwinhana maoko.
VerengaSwipe for the next word