Duramazwi
Zvinoreva
Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.
Ichi chivakashure chomupanda 21 chinoratidza kuti zita riri kurehwa nezvacho ndere chinhu chinenge chiri chihombe chaizvo.

Kana panhu pakati zi-i panenge pakanyararwa, pasina kana karuzha.
Mubanda muti wakasvibira unowanikwa mumasango matema, unogara uine mashizha manyoro kwekupedzisira kwemapa zi awo.
Chechete muchero wakatenderera unodyiwa, unoberekwa uine ruvara rwegirini wozotsvukuruka kana waibva, uye unowanzowanikwa mujinga menzi-zi.
Ichi chivakashure chomupanda 21 chinoratidza kuti zita riri kurehwa nezvacho ndere chinhu chinenge chiri chihombe chaizvo.
Ndaona zinyoka pachuru apo.
Kana panhu pakati zi-i panenge pakanyararwa, pasina kana karuzha.
Mubanda muti wakasvibira unowanikwa mumasango matema, unogara uine mashizha manyoro kwekupedzisira kwemapa zi awo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zi-i
Kana panhu pakati zi-i panenge pakanyararwa, pasina kana karuzha.
VerengaSwipe for the next word