Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati rabada anenge arara pasi achiratidza kushaya simba.
1
Kana munhu akati rabada anenge arara pasi achiratidza kushaya simba.
MaiMhofu vaivepo paiitika Zvose izvi zvekuti vaingodzungudza musoro Maitakue ndovakasvika mwana akangoti rabada.
Pavakanga vava kuzvitakura vanhu vakaona VaNhengure nomukadzi wavo vakati rabada.
Vakamurova kusvika angoti rabada kurara iii.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rabada rabada
Kuti rabada rabada kumhanya kwemhuka huru yakaita sebhiza kana n'ombe.
VerengaSwipe for the next word