Duramazwi · zita
Zvinoreva
Raga musambo wemumhanzi wakabikwa kubva mune werege, une mutinhimira kupfuura werege uye wokuti muimbi anoimba kubva pokutanga kusvika pokupedzisira asinganyarari.
1
MuZimbabwe musambo weraga unonyanyofarirwa nevechidiki.
Muraga in'ombe kana dzimwewo mhuka dzinenge dzakaungana panzvimbo imwe chete.
2

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ragada
Kurakasha.
VerengaSwipe for the next word