Duramazwi
Zvinoreva
Kusiya zvakadaro.
1
Kusiya zvakadaro.
Muchikamu chino tinotarisira kuti uchadzidzawo pamusoro peHIV neAIDS uye tsika dzakaipa dziri kuramba dzichiparadzira chirwere ichi.
Kuradzira kusiya chirombo chomunhurume chakazorora chiri musikarudzi yomunhukadzi.
Kuradzira kusiya chirauro chiri mumvura kusvikira chazobata hove.
2
Kuradzira munda kuusiya usina kurimwa mwaka iwoyo.
3
Kuradzira kusiya chirauro chiri mumvura kusvikira chazobata hove.
4
Kuradzira kusiya chirombo chomunhurume chakazorora chiri musikarudzi yomunhukadzi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rafu
Kana munhu aine rafu anenge achichenama zvikuru achitaura mashoko anokododzvora.
VerengaSwipe for the next word