Duramazwi
-radzira-radzika
Zvinoreva
Kuraradza.
Kumbosiya zvakadaro kwenguva.
1
Kuraradza.
Tadiwa akatanga hake kuzvinyaradza arimo muhospital.
Ndisvike-ndisvike inoradza vazhinji panzira.
Pfuma yenhaka inoparadza ukama.
2
Kumbosiya zvakadaro kwenguva.
Tadiwa akatanga hake kuzvinyaradza arimo muhospital.
Ndisvike-ndisvike inoradza vazhinji panzira.
Pfuma yenhaka inoparadza ukama.
3
Kuradza munda kuurega usina kurimwa panokwana mwaka wokurima.
4
Kuradza sadza kana zvimwewo kuzvichengeta usiku hwose kusvika mangwana.
5
Kuradza kuisa munhu akafa murinda.
Zvakafanana
-radzira · -radzika
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03radzika
Kuradzika mwana kumutsveta paanorara nerutivi runoita kuti akwanise kubatwa nehope.
VerengaSwipe for the next word