KwaunobvaDuramazwiR 2

Duramazwi

Mazwi ane R.

911 Shona headwords beginning with R, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa4

remekedzaKuremekedza munhu kumufarira uchimukudza.remudzaKuremudza munhu kubvisa zvaakatakura kuti arerukirwe.rendarentrenda [-rhenda*]Kurenda kufana kushandisa imba kana mudziyo wemunhu, iwe...rendeNhiriri.rendenguKana chinhu chikati rendengu chinenge chakwatsuka...rendirentRendi [Lendi*]Rendi inguva inobva pamazuva makumi mana kusvika kusvika...rendirodhiRendirodhi munhu anenge ari iye muridzi wepamba panogarawo...rengaKurenga kukonzera kuti chimwe chinhu chiitike.rengeRenge ishiri inokandira mazai pasi, yakaenzana nehorwe...rengendudzaKurengendudza kuita kuti chinhu chirembuke chobva chatadza...rengendukariprengenyekaKana zvinhu zvakarengenyeka zvinenge zvakabvaruka-bvaruka...rengezvuKana munhu akati rengezvu anenge achiita zvaari kuita asi...rengukaKurembera zvakareruka.rengwaKuti rengwa kubatira kwechinhu pane chimwe zvisina kusimba.rengwedzekaKurengwedzeka kufamba kwemunhu achiita kunge asina simba...rengwendeKana chinhu chakati rengwende chinenge chakasungirirwa...rengwezeKuti rengweze kushaya simba mumuviri.renikotiraincoatrenjaMuvengahonye.renjewildernessrenjereraKana munhu achiti akarenjerera ruoko anenge aita chiveve...RentalrentalrepaKurepa kupara mhosva nokumanikidzira munhu kurara newe...repairautorepukesiRepukesi inyaya inenge iine chokuita nekubhinwa kunenge...rerababy-sitrereRere imhando yehove ine mhino yakareba chaizvo, uye muromo...rerekaKugara kwechinhu chakaenda rimwe divi.rerekedzaKana munhu akarerekedza hari anenge aimisa nedivi kuitira...rerekeraKuenda divi kwechinhu changa chakati twasa.rerembukaKana zvinhu zvichirerembuka zvinenge zvichirera...reruKuti reru kuve neuremu ushoma.rerukalenientrerutsabelittleresenetisenatereservedreservationresheniResheni chikafu chinenge chichigoverwa vanhu kuitira kuti...reshiyoratioresilaceresipireciperesitirendiImba inotengeserwa zvekudya zvakabikwa kune veruzhinji.resitorendirestaurantresolutionresolverespectregardresvaKuti resva kuita chinhu muri pamwe chete, makawanda...retahedhiRetahedhi ibepa rinogara rakatonyorwa zita nekero...retha*Retha idehwe remombe rinosukutwa richizogadzira chikumba...retisilettuceretsoRetso mucheka unoshandiswa pakuita chivanhu, une mavara...reururaKureurura kubudisa pachena zvawakakanganisa kuti...reururoconfessionrevaKutaura kana kududza.reveraKurevera munhu kumumhan'arira uchibudisa mhosva yake...revereraKureverera munhu kumupupurira kuti anenge asina kupara...revesaKana munhu achirevesa anenge ari kutaura chokwadi chake...revhaKurevha kutsika mafuta emotokari uchiregedza injini...reyaReya inhumbi ine benga rinenge rakamira rega, rinogona...rezaReza rupande rwesimbi rutetetete rwakapinza mativi ose...rezenesilicenserezinesilicenserezuKana chinhu chakati rezu chinenge chakanamatira panhu, asi...rezukaKurembera.rhumba*Mhando yemhanzi nekutamba kunobva kunyika dzekuchamhembe.riIzwi rehwaro rekuva (to be).RibhiyalibyaribhoniribbonribidukaKukakatika.ribukaKana munhu akaribuka anenge adonha pasi zvine mutsindo...riburaKuribura kuvhiringidza munhu pakufamba nokumuisira pamberi...richoRicho ibasa rokushandira vamwe raunotarirwa, kuti...ridhiMudziviro.ridibukaKuridibuka kudonha kwemunhu zvine simba, aita...ridigikiraKuridigikira nzvimbo kugara uchiishanyira nguva nenguva.ridiguKuti ridigu kudonha kwechinhu chihombe uye chakareba...ridigukaKana muti waridiguka unenge wawira pasi zvine mutsindo.ridiguraKuridigura kuwisira pasi chinhu chihombe chichidonha zvine...ridimukaKana mombe dzichiridimuka dzinenge dzichimhanya...ridzaKuridza kurova chimwe chinhu chichiita ruzha.rifaRifa imbatya kana midziyo inosiyiwa nemufi, zvinozogoverwa...rifitiliftrigaKuriga kuita kuti chakamira chidonhere pasi. Paakaona kuti...rigidaKurova zvakasimba.rikichaKurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira...rikichoRikicho ibasa, serekusakura mumunda memumwe, rinoitwa...rikiraKufufumuka.rikitaKana ukarikita munhu unenge wamurova zvakanyanya.rikitiKuti rikiti kuwira pasi kwechinhu chinorema.rikiti rikitiKana zvinhu zvikati rikiti rikiti zvinenge zvichidonha...rimadarknessrimandiKana munhu achiri kutongerwa mhosva ari parimandi, anenge...rimbindiKuti rimbindi kurara kwechinhu chikuru, kuratidza kuti...rimbirimbiRimbirimbi imhashu inotungamirira dzimwe dzese padzinenge...rimburaKurimbura kushatirisa munhu nokutaura mazwi aasingafariri.rimiflamerimuRimu isimbi yevhiri yakaita dendenedzwa, inobata chubhu...rimukaRimuka inzvimbo yakakura, isingagari vanhu.rin'iDendenedzwa rinogadzirwa nesimbi kunyanya.rindagraverindiRindi ivhu rakaita jecha uye rakachenuruka, rinowanikwa...rindimaKuti rindima kugara pasi zvakaregedzeka munhu achiratidza...rindimuKana munhu akati rindimu anenge adonha zvine simba. Akanzi...rindimuraKurindimura kurova munhu kana mhuka zvine simba rakawanda.rindinyaraKana uchirindinyara unenge uchifamba usina kutya mumwoyo...rindiraKurindira kumirira kuti zvimwe zviitike.rindo-Ichi chiitomwana chinoshandiswa kuratidza zvinhu zvakaitwa...rinecontainsringaKuringa kutarisa uchiona chimwe chinhu.ringa-ringaKana munhu achi-ringa-ringa anenge achifamba...ringamesoRingameso musikana akanaka pachiso chaizvo.ringanaKunyatsokwanirana.ringanisaKana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu...ringazuvaRingazuva chirimwa chinoita ruva rinotevera kufamba...ringiringringidzaKuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri...ringimutibwiKana munhu achinzi iringimutibwi anenge ari munhu ane...ringindiKudzika pasi kundozo-rora.ringindiraKuwanda kunozadza mupimo.ringinyaringiriraKuringirira kutarisa mumvura kana muchionioni kuti uzvione.ringitingiRingitingi munhu anenge akapusa zvikuru.rinhiwhenriniwhenrinoputikavolcanoripacompensateripiraKana munhu achiripira mumwe anenge achimubhadhara zvinhu...ripisaKuripisa munhu kumuita kuti abvise mari kana chimwe...ripisitikilipstickripitaKuripita chinhu kuchiitazve patsva.ripitiKana chinhi chikati ripiti chinenge chadonha ndokuramba...ripiti ripitiKuti ripiti ripiti kumhanya kwemhuka inenge yakakura...ripitikaKana mhuka ichiripitika inenge iri hombe ichimhanya...ripotaKuripota kutsanangura kana kupa nhoroondo yezviitiko.ripotireportriramusicalririmaKubaka zvakasimba.riririKuti ririri ruzha rwokufara kana kupemberera...riritiraKana mubereki achiriritira mhuri, anenge achiichengeta...ririvaKuti ririva kuita kuti munhu asatya.ririvaraKuririvara kufamba usingatyi.risaKufudza mombe kana zvipfuyo kuti zvidye huswa.risechiRisechi kutsvakurudza umboo hwemamirire anenge akaita...risesiRisesi inguva diki yekuti vanhu vambozorora pane zvavari...rishaKurivara.risileaserisitireceiptrisivhaRisivha ipati yefoni yakakombama, ine tumaburi uye inoiswa...ritaRita chipimo chezvinhu zvakaita semvura nemukaka...rita ritaKana munhu achiti rita rita anenge ari kufamba achiratidza...ritachiRitachi kunhadzurudzwa kwebvudzi kuti ritaridzike...ritairaKana uchiritaira unenge uchifamba-famba usina chinangwa...RituaniyalithuaniarivaKuti riva kushanda pamwe chete kwavanhu vanenge vakawanda.rivaraKana wakarivara unenge wakazvigarira zvako...rivhesaKana motokari ichirivhesa inenge ichifambiswa ichidzokera...rivhileaveriwaindaKana munhu achiriwainda hwindo remotokari anenge...riyaKutaura pamusoro pechimwe chinhu chakamboitika kana munhu...rizeRize chinanairwa chine makumbo matanhatu, chinoruma...ronessrobhotirobotRobinrobinrodhaRodha munhu anofamba ari mubhazi achibatsira kukwidza...rododoKuti rododo kufamba makatevedzana, umwe ari mberi koumwe...rodzaKana uchirodza chinhu unenge uchichikweshera pakaomarara...rodza nzeveUku kunyatsogadzirira kuti ukwanise kuterera chaizvo...rofuloafrogamicroscopicRogerrogerrohwa nechandoUku kuwanikwa nyore kwezvinhu zvaitarisirwa kunge...rojatenantrokariRokari mubhedha wemaruva wakaita denderedzwa...roketiChitundumuseremusere.rokolockrokotekaKuvhinza nepaburi.rokotoKana zvinhu zvati rokoto zvinenge zvanyatsotsva.rokuRoku imhando yemhanzi inokwengwa waya dzegitare...RokutenderwaundergraduaterokwedressRomaromeromanromanRomaniyaromaniarombaKana munhu achinzi akaromba, anenge ane mishonga...rombeRombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu...rombedzaKurombedza kubika chikafu chakawanda zvakapfurikidza...romberaKurombera kuibvisa kunoita zvabikwa kudarika mwero.romboluckyrombo rakanakafortuneromoRomo chitsama chezvirimwa zvinenge zvapurwa, chinopiwa...romoraungratefulromoromoRomoromo mavambo ezvinhu zvinenge zvisingazonakiri vanhu...rondawoundronda nyayaKuronda nyaya kunyatsoitevedza nechinangwa chekuda kuona...rondedzaKurondedza kutevedza zvese zvanga zvisati zvambotariswa...RondedzerarecountrondedzerochronicleronderaKurondera kakuda kudzipwa kanoitwa nomunhu kana ada kuedza...rondoRondo ivhu rinoshandiswa pakuumba hari kana zvimwewo...rondomaraKana munhu achirondomara anenge achifamba achizvida...rondondoKuti rondondo kunyura kunoita chinhu chikuru mumadhaka...rongaarrangeronga dungweKana vanhu vakanzi varonga dungwe vanenge vasimuka...rongedzareorganizerongekaformalrongoRongo ihari inoshandiswa kubikira usavi.rongomunaKuparadzira zvinhu zvange zvakarongwa zvakanaka.rongondoKana vanhu vakati rongondo vanenge vaita mudungwe...rongondondoKuti rongondondo kudonha panguva imwe chete kwezvinhu...rongonoraKurongonora kubvisa midziyo yakarongedzwa pamwe chete...ronzarera yava neindiresiti pamusoro. Vana vazhinji vanodzidza...ronzeraKana munhu achironzera n'ombe anenge achidzipa kuna vamwe...ronzwaRonzwa chipfuwo chinopihwa munhu asiri vatenzi vacho, kuti...roodzaKuroodza kumiririra urongwa hwokuroorwa kwemunhukadzi...rooradowryrooreraKuroorera munhu kumuendera kumadzitezvara ake...roorwaKana mukadzi achinzi akaroorwa anenge abva kuvabereki vake...ropabledropa rakashataKana munhu achinzi ane ropa rakashata anenge aine munyama...ropafadzoprivilegedropofadzaPane zvekunamata, kuropofadza kupa makomborero.roporaKuropora kugarotaura zvinhu zvinotsamwisa vamwe.roposhaKuroposha kutaura zvakawandisa nezvimwe zvisina kufanira.ropotaKana munhu achinzi anoropota anenge achitaura zvisina...rorabreedrorilorryroromanhidzwa.roropodzaKuroropodza kutaur ra zvinhu zvisina maturo, kunowanoitwa...rororoKuti rororo kutsva kunoita chinhu kusvika chava madota.rosariTambo ine zvuma inoshandiswa nevaRoma pakunamata.roshaKukonzera mhirizhonga kana ruzha rukuru rwekushereketa.rosheniRosheni mafuta okuzora kumeso kana muviri akaita mvura...rositaKana uchirosita nyama kana chimwewo chikafu, unenge...rotadreamrotarilotteryrotesheniRotesheni inzira yekurima nayo, yekudyara mbesa...rotoKana munhu achinzi ati roto anenge apererwa nemashoko...rotomoKuti rotomo kukaruka munhu ataura zvinhu zvisingapindirani...rotomokaKurotomoka kutaura zvisina basa, usina kufunga.rotswaKuoneswa zvichaitika wakarara kuhope.rovaabsentrova bemberaKana munhu achirova bembera anenge achitaura zvakaipa...rova ngomaKuita zvemimhanzi kana zvimwe zvinonakidza.rova pasiKufamba kuenda kure.rova-rovaKana munhu achirova-rova mumwe anenge achimupa tumbama...rova runhareKana munhu achirova runhare anenge ashandisa foni kutura...rovambiraRovambira inyoka huru yakasvibira, inogara mugomo...rovanidzaKurovanidza zvinhu kuzvisanganisa.rove roveKuti rove rove kupinda nokukwana sezvingaita vanhu mumba...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store