Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti riva kushanda pamwe chete kwavanhu vanenge vakawanda.
Riva ibwe rehwendefa, rinoteyiwa kuti mbeva kana shiri zvinotswanyiwa kana zvapindamo.

Kana uchidinhura unenge uchiwisa riva kana zvimwewo zvinenge zvakateyiwa.
Kana mbeva yadhingura riva inenge yarigumha iro richibva raitibikira.
Kuti riva kutangirana pamwe chete kuita chamunenge muchiita.
Riva ibwe rehwendefa, rinoteyiwa kuti mbeva kana shiri zvinotswanyiwa kana zvapindamo.
Riva ibwe rehwendefa, rinoteyiwa kuti mbeva kana shiri zvinotswanyiwa kana zvapindamo.
Kana uchidinhura unenge uchiwisa riva kana zvimwewo zvinenge zvakateyiwa.
Kana mbeva yadhingura riva inenge yarigumha iro richibva raitibikira.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rivara
Kana wakarivara unenge wakazvigarira zvako, usingafungidziri kuti pane chimwe chinhu chingaitika kwauri.
VerengaSwipe for the next word