KwaunobvaDuramazwiRrivara

Duramazwi

rivara

-risha

Zvinoreva

Kana wakarivara unenge wakazvigarira zvako, usingafungidziri kuti pane chimwe chinhu chingaitika kwauri.

1

Kana wakarivara unenge wakazvigarira zvako, usingafungidziri kuti pane chimwe chinhu chingaitika kwauri.

Voice ndakaita kunge ndariziva but ndakabva ndatorivara ipapo kuti ringadaro raive raani?.

Vanhu vakaregerwa vachichacha miti nyika inoita gwenga takarivara.

Masvikiro aakaita anga ari _ekutijumha chaizvo takarivara zvedu_.

2

Kukanganwa.

Zvakafanana

-risha

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rivhesa

Kana motokari ichirivhesa inenge ichifambiswa ichidzokera kumashure.

Verenga

Swipe for the next word