Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvati rokoto zvinenge zvanyatsotsva.
1
Kana zvinhu zvati rokoto zvinenge zvanyatsotsva.
Pakadzima moto hembe dzake dzainge dzati rokoto, zvekuti painge pasisaonekwi kana kajira zvako.
Kana zvinhu zvati rokoto zvinenge zvanyatsotsva.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03roku
Roku imhando yemhanzi inokwengwa waya dzegitare, dzinobudisa ruzha rutete zvakanyanya uye nokukasika.
VerengaSwipe for the next word