KwaunobvaDuramazwiR 3

Duramazwi

Mazwi ane R.

911 Shona headwords beginning with R, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 3 pa4

rovedzaKudzidzira chinhu remangwana kuti uzochigona.rovedzeraKujaira.roveraKurovera kutsindira pasi kusvikira pauriri paoma.rovera hohoKana munhu mukuru achirovera hoho anenge achiramba...rovereraKumanikidzira zvinhu kupinda.rovesaKana vanhu vachinzi varovesa n'ombe vanenge vava kudzirega...rovhajoblessrovhuRovhu tumunyepfu twakapfava twunoputira mhodzi dziri...royiwa navakafaKana munhu akanzi akaroyiwa navakafa anenge ane tsika...royonoraachada kuzodya zvinotengwa mumba macho?rozarirosaryroziRozi rudzi rweruva rinogona kuva dzvuku, jena kana shora...rozomokaKurozomoka kudonha kubva mumuti kana panhu pakakwirira...rozvaKurozva kutorera mumwe zvaanazvo usisazomudzoreri.ruKuti ru kupunzikira pasi kwemunhu.rubanzuspeckrubaridziraKana munhu akanzi ane rubaridzira, anenge ari munhu...rubatopledgerubatsirohandoutrubetserocontributionrubhabhatidzobaptismruboRubo itsika yekutora zvausina kupihwa.ruboshweleftrubvaKana munhu achiti arubva anenge asunungurwa panyaya yanga...rubvuKuti rubvu kuruma chidimbu chikuru kubva pane chaunenge...rubvumoadmissionrubvunyuraKurubvunyura kuruma nokudambura bibvu guru pane zvaunenge...rubweKana munda uchinzi une rubwe unenge uine ivhu rakasangana...rubwedeRubwede manyoka akanyanyisa kuita mvura mvura.ruchamiroRuchamiro ipfungwa yokushingirira kusvika pakubudirira...ruchemeraRuchemera mwana ana mai vakashaya panguva yokumupona.ruchenaMuchenya.ruchengeraKana munhu achinzi ane ruchengera anenge achinyanya...ruchenjeRuchenje mwedzi mutete unenge usati wadarika mazuva gumi.ruchenuraRuchenura muripo unopiwa munhu anga achipomerwa mhosva...ruchivacovetousnessruchochoroKana munhu achinzi ane ruchochoro anenge aine pfungwa...rudadisoRudadiso kunzwa kufara nokugutsikana pamusana pechinhu...rudadoprestigerudanoRudano itsika yekungoramba uchisheedza nekutuma vamwe iwe...rudaviroKana munhu akati ane rudaviro anenge achikasika kubatira...rudekarorelaxationrudemberaRudembera itsika yokuda kunzwirwa urombo, uchitaurira...rudhavaRudhava ndechakarukwa neshinda, chine maburi akati kurei...rudhongaRudhonga inzvimbo inenge yakacherwa kuti mugwagwa kana...rudididiRudididi itsika yekuramba uchingoenda kune imwe nzvimbo...rudidoRudido itsika yekugaroshayikwa paunofanira kunge uTi.rudisoKana munhu achinzi ane rudiso nechimwe chinhu, anenge ane...rudoaffectionruduKuti rudu kukaruka munhu atotsamwa nokuramwa zvaanoda...ruduguKuti rudugu kudzura chinhu chakaita sechitsiga kana ibwe...rudugukaKana chinhu chakaita somuti kana ibwe chichiruduguka...ruduguraKurudugura kudzura muti kana chirimwa zvose nemidzi.rudunguRudungu mushongoti wezviyo une pamwe pasina tsanga, unonzi...rudunukaKubva patambo kana kusununguka kwesungwa.rudunuraKurudunura kupfumvunyura chirukwa kana chisonwa.rudyirightrudzaKurudza kutambudza mumwe munhu, uchikonzera kuti...rudzimoderudzingoRudzingo chitambo chinenge shinda, chinobva papfunha...rudzuKuti rudzu kushozho-noka uchidzokera kwawabva.ruenzanisoRuenzaniso mutongo unopiwa munhu mumwe nomumwe ari...rufamboRufambo itsika yokuramba uchienda kwakasiyana-siyana...rufarohappinessrufashaZvinhu zvinenge zvakawanda panzvimbo.rufimbianestheticrufiroRufiro kunyatsozvipira kusimbirira chaunenge uchiita.rufoMumhuri mavo mune rufo, sekuti nhengo dzemo dzinofa...rufoyoRufoyo itsika yokusagutsikana nokungosvora zvinoitwa...rufudeathrufundisoRufundiso mashoko eruzivo aunoudzwa nemunhu.rufunuRufunu kakanda kadiki kakwatuka pamuviri.rufuramhembweduskrufuroRufuro indudzi dzenyoka dzine ruvara rwemashizha.rufuseRufuse ivhu nemadota zvinopisa, zvinowanikwa panenge paita...rugandeRugande kuunza zvokudya pamwe chete kunowanzoitwa...rugarahombaKana munhu achigara upenyu hwerugarahomba anenge...rugareaffluencerugaroRugaro mamiriro eupenyu hwemunhu. Rugaro rwake rwokudya...RugbyrugbyrugombeRugombe kamudziyo kanogadzirwa nerutanda runokombamiswa...rugotweRugotwe mwana anopedzisira kuzvarwa mumhuri.ruguduKutyoka nokuwira pasi.ruguruNzambara.rugwagwaRugwagwa inzira yokuvhima yokuti vanhu vanoenda musango...rugwezhwaRugwezhwa inzvimbo inenge ine miti yakawanda chaizvo...ruhwahwaRuhwahwa rudzi rwebundo rinowanzowanikwa mumunda, rinomera...ruhwatiRuhwati rudzi rwemuti unotorwa mishonga inoiswa mumafuta...ruhwezhaRuhwezha miti yakawanda, inenge yakamera pakanzvimbo kadiki.rujekoChiedza.rukaweaveruka nyayaKana munhu achinzi aruka nyaya anenge aumba nyaya...rukamweKana muchiita chinhu rukamwe munobva matongochipedza ipapo...rukandaRukanda matariskire okunze anoita chose chinorarama.rukangadzaRukangadza kakwenzi kadiki kane matavi akatsvukuruka...rukangarahweNzvimbo ine matombo madiki anotsvedza.rukangazaRukangaza mushonga unoshandiswa kupedza marwadzo anoita...rukariroRukariro kuvimba kwaunoita kuti chimwe chinhu chinofadza...rukarwaRukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira...rukatakataKupararira kwezvinhu zvakagara kana kurara panzvimbo...rukatoRukato kamuti kadiki, kane minzwa nemashizha madiki...rukatsaRukatsa kamuti kanomera munzvimbo dzinonaya mvura zhinji...rukawoRukawo mushonga unogona kushandiswa nomunhurume kuteya...rukayeRukaye imhando yamakonye anodya dzinde, kana mashizha...rukesheniNzvimbo inogara vanhu vakawanda muMaguta.rukisheniMudhorobha, rukesheni ruwa rwune misha yeveruzhinji...rukodoKana munhu achinzi ane rukodo anenge ane kamweya kokusada...rukodoyaNzvimbo yakamanikana inotinhirwa mombe dzichipfuura dzava...rukodzihawkrukokolayerrukomondoRukomondo ishena netsvina zvinenge zviri pamuviri wemunhu.rukondoMunhu ane rukondo anenge aine misikanzwa, asingambotereri...rukonoRukono idambudziko risakaonekwa.rukonyeRukonye chirwere chinoitwa nembwa, chinokonzera kuti...rukopeChirwere chehope dzakawandisa.rukoreKana chiutsi chomoto uri kutsva chikaungana mudenga...rukotoRukoto mubhadharo waunopa ishe asiri wako nokuti unenge...rukovatorrentrukudzohomagerukukundwaIvhu risina kudya kwakakwana.rukukweRukukwe chimeti chakarukwa nenhokwe kana netsanga...rukunduRukundu chirwere cheganda chinobata mhuka dzakaita sembwa...rukunhaRukunha chirimwa chinotanda, chinobereka mashamba...rukuniRukuni muti mudiki wakaoma uri mutete, uye wakati rebei...rukushaRukusha ndechi-nosungirwa nevanhukadzi muchiuno kuti...rukushuKuti rukushu kurara wakaneta, muviri usina simba.rukutikaKurukutika kushaya simba mumuviri, nokuda kokurwara...rukutubenumbedrukuvaRukuva inzvimbo inogadzikwa midziyo yomumba, kunyanya...rukuvhuteRukuvhute inhengo yakareburuka soura, inobva nechepakati...rukwaRukwa mushonga unoteyewa pazvinhu zvakaita semichero kana...rukwakwaRukwakwa rudzi rwechishongo chomucheno chinopfekwa...rukwezaRukweza imbesa ine tsanga diki diki dzakatsvukuruka...rumastingruma muromoKuruma muromo kushinga kuenderera mberi uchiita chimwe...ruma nzeveKana munhu akakuruma nzeve, anenge akupa yambiro kana...ruma nziraKana munhu achinzi aruma nzira, anenge atanga uye...rumamombeRumamombe igo hombe, dema kana dzvuku, rinowanzogadzirira...rumananzombeUyu mukana mudiki wokuti chose chapfuura nepo...rumanoRumano mudziyo wokubatisa mapuranga kuti asazungunuka apo...rumbaKumhanya.rumbidzaadorerumbidzaipraiserumbiraKana chiitiko chikanzi charumbira chinenge chanzikwa...rumboRumbo mazwi akarongwa, anoimbwa.rumbuswaRumbuswa runangati rumwe chete rweuswa.rumemasculinerumhaRumha izwi rinoshandiswa kutaurira mwana mudiki kuti...rumhandaRumhanda idanda rakapambuka mberi kuita matanda maviri...rumhendaremainderrumhepuRumhepu kakuita kokukasika kuvhunduka.rumhepwaRumhepwa kurwara kunoitwa nemunhu wechidiki, mushure...rumhiriRumhiri inzvimbo inenge ichitevedza chimwe chinhu chakati...rumikaKurumika kubudisa ropa panorwadza, uchishandisa nyanga...rumikisaKurumikisa kubatanidza zvinhu zviviri kana kupfuura, kuti...ruminoKana munhu ane rumino, anenge achikasika kuramwa.rumiraKubatirira kwechinhu pane chimwe.rumiriraKana munhu akarumurira nyama anenge chiidya achiita padiki...rumukoresurrectionrumuraKurumura kumisa mwana kunwa mukaka kubva pana mai vake...rumutsirirorevivalrumveemveeRumveemvee kufamba-famba kwezvinhu zvichipesana...rumveesanoKutaridzana kwevanhu nenzira yeuvengi.rumwaKana munhu achinzi akarumwa anenge abatwa nechirwere...runakobeautificationrundaKana uchirunda juzu rawanga uchiruka, unenge uchiripedzisa...rundakudaRundakuda ihembe inopihwa mumwe kana vanhu vapfimbana...rundanyaraRundanyara chuma chinosungwa chakatenderedza musoro...rundarirabraceletrundazaRundaza kurongana sezvingaita vanhu vari mumutsetse.RundeRunde nderumwe rwenzizi huru dzemuZimbabwe, runotangira...rundendeRundende rudzi rwemapfunde machena, anoomeswa achizodyiwa...rundimboRundimbo rutsinga runenge ruri pasi perurimi rwe-mbwa...rundoRundo kamuti kadiki kanowanzomera pazvuru kana pazvikomo...runduKana vanhu vakati rundu vanenge vadarika napanzvimbo...rundubvuKuti rundubvu kuruma chidimbu chikuru chezvinhu zvakaita...rundumwaKuti rundumwa kurembedza miromo kunoita munhu achitaridza...rundumwaraKana munhu akarundumwara anenge akatsamwa, zvichionekwa...runeKuve neruzha rwunotsamwisa.rungaKuti runga kufamba uchitevedza nzira kwenguva refu...rungairaKana munhu achirungaira anenge achirwadziwa nekusvotwa...rungamaKurungama kuva munhu anoita zvinhu zvakanaka pachena.runganaKana zvinhu zvichinzi zvakarungana zvinenge zvakakwanirana...runganiRungani izwi rinoshandiswa kubvunza mubvunzo kana munhu...runganofablerungireKana munhu akanzi afira rungire anenge ashaya chimuko pane...rungwanangwanaKana chinhu chikanzi chaitwa rungwanangwana chinenge...rungwiingwiiRungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi...runhadaRunhada itsika yokusiyira zvinhu panzira, kazhinji nokuda...runharephoneruningaRuninga kakwenzi kanoita tumhodzi tunenge twenyevhe...runjeraRunjera itsiva yakazara nezvimisoro zvezviyo zvinenge...runjiRunji itsono inenge yakanaka chaizvo.runyaRunya katsika komunhu anenge asingatani kutsamwa...runyanhiririIyi inguva yemangwanani zuva risati rabuda.runyaradzoRunyaradzo mwoyo unoratidzwa nemunhu, wekunzwira mumwe...runyararopeacerunyayaKana kukanzi kwakanzikwa runyaya kunenge kwabuda mashoko...runyeRunye zvirimwa kana miti yakamera iri pedo napedo...runyerekuperumorrunyevenyeveRunyevenyeve mashoko anenge ari kutaurwa navanhu achiri...runyindoRunyindo kuva nokugutsikana nokusatya pane zvau-noita.runyokaRunyoka urwere hunowanikwa nemurume, achinge arara...runyururaRunyurura kashiri kadiki kane ruvara rwakajeka...runzaKurunza kufambisa kunoita chipfuwo, zvinoita kuti chizo-runzaraRunzara kakwati kakaomarara kari kumberi kwechigunwe...runziraKufurira.ruokoarmruombabutterrupandeChidimbu chechinhu chakabvaruka kana kutsemurwa.rupandiRupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu...rupanzoRupanzo kurwara kunoita munhu achinzwa mudumbu...rupasaRukukwe.rupauRupau runyorwa kana chidhindo, kana chimwewo chinoiswa...rupawoimprintrupazoRupazo maitiro emunhu ekunzwa kuda kungopaza kana...rupendoRupendo ndechinoiswa mberi kwemoto chichiuvharidzira...rupfumbidzoRupfumbidzo chipo chinopiwa munhu neanenge achitumidza...rupindukorepentancerupingoRupingo idenderedzwa rinogadzirwa nevavhimi...rupipirorepresentationrupizaRupiza inyemba dzinotswiwa, dzokangwa, dzokuyiwa...rupogenerosityrupokanodenialruponesosalvationrupuRupu ndeimwe nzira yokuronga mhuri yokuisa kanhu kanovhara...rupundoRupundo uswa hunenge huchiri hudiki.rupunduRupundu chirwere chemhuka chinokonzera mapundu mukati...rupupiroRupupiro ifuro rinobuda pamuromo pemunhu kana ataura...ruputeRupute iguruva rakawanda, kana chiutsi chinenge...ruraKuita zvakapfurikidza zvinotarisirwa.ruramaKururama kutwasanuka pasina kufonyoka, sezvingaitwe...ruramiroRuramiro ikodzero ipi zvayo inopiwa munhu.rurebvuRurebvu zvitambo zvinenge ndebvu, zvinobuda kumuromo...ruredzoRuredzo mashizha omufeso anoshandiswa somushonga, anoti...ruregereroforgivenessrurikidzaKururikidza kuisa zvinhu pamusoro pezvimwe zvakagarana.rurimboRurimbo chirwere chembwa chinozvimbisa rurimi.rurimitonguerurimi rwaamaiUyu mutauro unodzidzirwa kutaura nomunhu achiri mucheche...rurindiRurindi chirwere chokukosora chinoita kuti usvipe ropa...ruriraKana shiri ichirurira inenge ichiisa zvokudya mumuromo...rurizaRuriza kamuti kanotanda, kane mashizha ane tumvere...ruruRuru kahushungu-shungu kokuda kuita zvimwe zvinhu.ruru bhuKuti ruru bhu kudonha kwechinhu kubva pakakwirira...rurudzaKuita zvinhu zvakawanda kana kuti kwenguva refu.rurumaKururuma ruzha runobuda mudumbu, apo chikafu chawadya...rururuKana vanhu vakati rururu vanenge vaita zvinhu zvakafanana...rururu tiKuti rururu ti kudonha kwechinhu kubva kumusoro...rururu tikaKana munhu akati rururu tika anenge atsvedza achibva...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store