Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rundubvu kuruma chidimbu chikuru chezvinhu zvakaita senyama yakabikwa uchishandisa mazino.
1

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rundumwa
Kuti rundumwa kurembedza miromo kunoita munhu achitaridza kutsamwa.
VerengaSwipe for the next word