Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakati rundu vanenge vadarika napanzvimbo vakawanda. Madzimai ati rundu nomubani achienda kuhuni.
1

Murundu inzvimbo inombogarwa nevachangoyaruka pavanenge vachichecheudzwa.
Murundu kuchecheudzwa nekubiswa kunoitwa ganda rinovhara mberi kwesikarudzi yevanhurume.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rundubvu
Kuti rundubvu kuruma chidimbu chikuru chezvinhu zvakaita senyama yakabikwa uchishandisa mazino.
VerengaSwipe for the next word