KwaunobvaDuramazwiRrupu

Duramazwi · zita

rupu

Zvinoreva

Rupu ndeimwe nzira yokuronga mhuri yokuisa kanhu kanovhara mukana kuti mbeu dzababa dzisasvika kumazai amai.

Kuti rupu kugara kwemunhu akaneta, akangoregedza muviri.

1

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rupundo

Rupundo uswa hunenge huchiri hudiki.

Verenga

Swipe for the next word