KwaunobvaDuramazwiRruponeso

Duramazwi · zita

ruponeso

salvation

Zvinoreva

MuChiKrisitu ruponeso kununurwa kunoitwa vanhu naKristu kubva muzvivi.

1

MuChiKrisitu ruponeso kununurwa kunoitwa vanhu naKristu kubva muzvivi.

MuChiKrisitu ruponeso kununurwa kunoitwa vanhu naKristu kubva muzvivi.

PachiKiristu, rumuko inguva yokuti munhu anenge asiya zvitadzo ava kurarama upenyu hutsva hune ruponeso.

Ruponeso rwemidzimu kana rwamwari (salvation).

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rupu

Rupu ndeimwe nzira yokuronga mhuri yokuisa kanhu kanovhara mukana kuti mbeu dzababa dzisasvika kumazai amai.

Verenga

Swipe for the next word