KwaunobvaDuramazwiRrupiza

Duramazwi · zita

rupiza

rutenho

Zvinoreva

Rupiza inyemba dzinotswiwa, dzokangwa, dzokuyiwa, dzozobikwa dzichidyiwa dzakaita bota dete rinoseveswa sadza.

1

Rupiza inyemba dzinotswiwa, dzokangwa, dzokuyiwa, dzozobikwa dzichidyiwa dzakaita bota dete rinoseveswa sadza.

Gwangura rupiza rwose muhadyana u-goisuka.

Kunombora kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.

Kuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.

Zvakafanana

rutenho

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word