KwaunobvaDuramazwiRrusandusandu

Duramazwi · zita

rusandusandu

chimukanarimwe

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane rusandusandu anenge aine maitiro anoshanduka, akasiyana-siyana uye asinganzwisisiki.

1

Zvine chekuita

chimukanarimwe

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rusao

Rusao rusosa runonopoteredza munda une mbeswa, runogadzirwa senzira yokudzivirira mhuka kuti dzisapinda mumunda.

Verenga

Swipe for the next word