Duramazwi · zita
rukodzi
hawk
chivanguchikodzikakodziruvangu
Duramazwi · zita
hawk
Rukodzi ishiri inodya hukwana kana dzimwe dzayo, inovaka dendere mumiti yakareba.
Rukodzi ishiri inodya hukwana kana dzimwe dzayo, inovaka dendere mumiti yakareba.
Rukodzi ishiri inodya hukwana kana dzimwe dzayo, inovaka dendere mumiti yakareba.
Kana munhu achisvokodza rukodzi anenge achiita ruzha nokurutandanisa kuti rusatora nhiyo dzake.
Atoresa hukwana nerukodzi paadziburitsa.
chivangu · chikodzi · kakodzi · ruvangu
Duramazwi
01 / 03rukoko
layer
VerengaSwipe for the next word