KwaunobvaDuramazwiRrukodoya

Duramazwi · zita

rukodoya

rumanorumanimani

Zvinoreva

Nzvimbo yakamanikana inotinhirwa mombe dzichipfuura dzava imwe imwe.

1

Rukodoya idanga diki rinovakwa rakasimudzirwa kune rimwe divi kwakamanikana, kunotinhwa nako n'ombe dzichiiswa murori.

Rukodoya inzvimbo yakamanikana kumuromo kwedanga redhibha, panoti kana n'ombe yangosvika inozobva yangodanhikira mumvura.

Rukodoya inzvimbo yakavakirirwa sedanga guru, ine kumwe kwakamanikana kune pamwe panozopinda napo n'ombe dzichibayiwa majikiseni.

2

3

Rukodoya inzvimbo yakamanikana kumuromo kwedanga redhibha, panoti kana n'ombe yangosvika inozobva yangodanhikira mumvura.

4

Rukodoya idanga diki rinovakwa rakasimudzirwa kune rimwe divi kwakamanikana, kunotinhwa nako n'ombe dzichiiswa murori.

Zvakafanana

rumano · rumanimani

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word