KwaunobvaDuramazwiRrudzingo

Duramazwi · zita

rudzingo

Zvinoreva

Rudzingo chitambo chinenge shinda, chinobva papfunha dzomuswe wemombe kana imwewo mhuka.

1

Rudzingo itsika yokungoti napo napo wadzinga vanhu, pangave pabasa kana pamba.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rudzu

Kuti rudzu kushozho-noka uchidzokera kwawabva.

Verenga

Swipe for the next word