KwaunobvaDuramazwiRrita

Zvinoreva

Rita chipimo chezvinhu zvakaita semvura nemukaka, chinokwana kuita churu chemamiririta.

Kuti rita kushaya zvokuita, wapererwa nepfungwa.

1

Kana munhu achiti rita rita anenge ari kufamba achiratidza kupererwa nemazano.

2

Zvakafanana

tuzu · boi

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rita rita

Kana munhu achiti rita rita anenge ari kufamba achiratidza kupererwa nemazano.

Verenga

Swipe for the next word